Sir Wicknell called out a video by Madzibaba Zakaria which prompted a reaction from Olinda and a soft response from the music veteran.
In a Facebook post Wicknell Chivhayo had this to say:
MUNHU MUKURU anongoti makadii va Chivayo ndinotenda ne basa rakanaka ramuri kuita ku masowe ne ku vaimbi chikumbiro changu chinoti kana zvikaza tambanuka kumberi uko mundi yeukewo ndini wenyu Madzibaba Nicholas Zachariah WOPEDZA… Zvino manhe apa zvakuita kunge pane mhosva kana kuti pane demand yekuti vano fanira kufamba ne POMBI…Garai makaziva kuti I DON’T OWE ANYONE ANYTHING uye munhu ane mari yake anoita zvaanoda nayo uye haaudzirwe…Kusvika mamudzdziisa kuishanda hamukwanise kumu udza mashandisirwo ayo…MAONERE ANGU CHETE HANDISI KURWA..
In his message he was poking Madzibaba for using ways that are not appropriate to gain his attention.
In response Madzibaba had this to say:
A letter to Sir Wicknell
Chivimbo changu kuti makachengetwa huye Mwari arikuramba achiropafadza nehupenyu nezvose zvamungadai muri munoshuwira.
Ndangoti ndikwanisewo nepandigona kuti nditaurewo about the video circulating on social media.
As you can see in that video ndaivawo pagarage kuti ndigadzirisewo motokari yebasa. Semwana weZimbabwe zvakakoshawo kuti ndivepowo pakubatsira hama neshamwari paku Advertiser mabasa avanoita. In that video ndakabvuma kuvemo nechinangwa chekuti ndine shunguwo yekuti garage rehama yangu yepedyo iziikanwe. Kwandiri it was more of an advert tichitiwo kana yazoita toonesa ruzhinji kuti kana maitawo matambudziko munokwanisawo kuuyawo mogadzirisa pano.
Zvichida message yakasvika kwamuri nenzira isiriyo. Tinoti dai matiregererawo. Handipo pakutongera vapfumi kuti dai madai dai madai. Ndingatowanikwa pakukunamatirai murambe muchipa mablessings kuvana ve Zimbabwe zvishuwo zvavo zvizadziswe.
. Ndinoziva chaizvo kuti there are millions of Zimbabweans who wish me well pakurarama .
I have come across so many comments and posts anoti dai maitirawo VaZakaria chakadai nechakadai, that alone gives me joy nekuti ndinoziva kuti ndine chandinogonerawo vekwangu.
Dai Mwari atichengeta nemuzita ravo nekusingaperi
Olinda did no take this well and decided to chip in and assist the senior man herself