Seh Calaz has responded to fan who wrote “Gadziraiwo guva ra Sauroa mana musadaro mukoma seh calaz itai plan umm” on social. Seh Calaz took to facebook to address the issue and he says Sauro’s friends have no power to do that but Hama dza Sauro have that power.
In a lengthy post. , Calaz says “ Sauro paaimba nezve Hama dzake maitikudhakwa here, now Tarisai Ava makore mangani mukoma afa? Kunhamo kwaiva nehama dzake dzakawanda Dzakauya kuzomuchema,ndakatoona kuine vanhu
veChikuru,vaitogara kuhigh table but nanhasi vakangosiya zvakadaro, chikonzero ndivo vanoziva…”
Seh Calaz proceeded to say this can’t be done pasina hama dza Sauro “ kuisa Dombo remunhu hakusi kuputa mbanje mese, kuimba mese kana kunwa doro nekutamba mese ,mukadzi wako chaiye wawakaroora waunogara naye everyday mugoita vana mese haumurove guva pasina Hama dzake.
Avo varikuti Hama hadzina Mari yedombo mukurasika,Sauro was declared a provincial hero ,Zvichireva zvese izvi zvinoitwa nehurumende ,inova yakatongomirira kunzi tava ready .Chero pasina hurumende tine ma promoters Ana mdara Chipaz,Roca Fela , hatimapedzi aishanda na Sauro ,tine ma musicians vekuti vakanzi ngatibatsiranei they wont hesitate,tisingataure bout ma companies akaita sana nyaradzo ,doves etc vanogara vari ready for nyaya idzo.
Inini personally ndakaratidzwa more than 5 ma tombstones aka gadzirirwa Sauro nevaifarira music yake vasingade Mari vanoita zvekuveza ariko akatomirirwa kunzi Endai munoisa,Ndisingataure about his fans in zimb and abroad vekuti nhasi vakanzi donate for Sauro chero zvaunokwanisa panoitwa ma Millions .Saka nhau iyi haisi yemari ,ine zvakawanda zvakavanzika