Sir Wicknell has finally responded to a message by Sniper Storm in which the artist was asking for a car. In his message he says congratulations,go and collect your Mercedes C200

This comes days after Sniper wrote on his social media saying :Greetings @sir_wicknell , Chekutanga ndinotenda nebasa ramabata masvondo apfuura aya kuMasowe nekuvaiimbi muchitenda mabasa nekushanda neZanu PF

Ndaona mati Chirongwa chapera, asi…Nema shoko enyu ndotiwo “kana muchikwanisa muine zvamuchaita pamberi mundi rangarirewo”

Basa ndenge ndichi bata hangu over the years ndichifamba nawo musangano we Zanu PF from as early as i can remember during my music carreer

From National Gala’s, Rallies, Songs and jingles for events and various MP’s and in support of the Zanu PF party and The President himself during every election and i am still steadfast up to now

Ndiri mwana wemusangano akakwana uye anotumika Mukati imomo mune Comrades, anopupura nebasa randa bata over the years tisingataure hedu mazita

Kunyarara kuremekedza process asi ndatoonawo ipapa kuti pamwe pacho mwana asingacheme anofira mumbereko
Kunyarara kuno kwadzisa…